Psalms 38:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kundisiya, Jehova; Mŋari waŋgu, regai kuʋa kure neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, regai kundisiya; regai kuva kure neni, imi Mwari wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musandirasewo TENZI, Mwari wangu musave kure neni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kundisiya, Jehovha; Mwari wangu, regai kuva kure neni.
Shona 2009?
Regai kundisiya, Jehovha; Mwari wangu, regai kuva kure neni.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kundisiya, Jehovha; Mwari wangu, regai kuva kure neni.