Psalms 38:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakucino‐ʋukukutu panyama yaŋgu nokuɗa kwehasha dzenyu; Ʋuye hapacino‐mufaro pamafupa aŋgu nokuɗa kweciʋi caŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumuviri mangu hamuchina utano nokuda kwehasha dzenyu; mapfupa angu apera simba nokuda kwechivi changu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana pachiri papenyu mumuviri wangu pamusana pokushatirwa kwenyu. Mumapfupa angu hamuna utano pamusana pechitadzo changu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuchina hukukutu panyama yangu nokuda kwehasha dzenyu; Uye hapachina mufaro pamapfupa angu nokuda kwechivi changu.
Shona 2009?
Hakuchina hukukutu panyama yangu nokuda kwehasha dzenyu; Uye hapachina mufaro pamapfupa angu nokuda kwechivi changu.
Shona SUB 2002 Bible
Hakuchina hukukutu panyama yangu nokuda kwehasha dzenyu; Uye hapachina mufaro pamapfupa angu nokuda kwechivi changu.