Psalms 38:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakombamiswa, ndakakotamiswa kwaɀo, Ndinofamba ndicicema zuʋa rose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakotamiswa uye ndaderedzwa kwazvo; ndinofamba ndichichema zuva rose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndanyatsoti kokova, ndakombama ndinofamba ndichiungudza zuva rose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakakombamiswa, ndakakotamiswa kwazvo, Ndinofamba ndichichema zuva rose.
Shona 2009?
Ndakakombamiswa, ndakakotamiswa kwazvo, Ndinofamba ndichichema zuva rose.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakakombamiswa, ndakakotamiswa kwazvo, Ndinofamba ndichichema zuva rose.