Psalms 38:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ciʋuno caŋgu cinopisa ɀikuru; Hakucino‐ʋukukutu panyama yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musana wangu wazara nokupisa kunorwadza; muviri wangu hauchina utano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchiuno mangu muri kundipisa, hapana papenyu mumuviri wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti chiuno changu chinopisa zvikuru; Hakuchina hukukutu panyama yangu.
Shona 2009?
Nokuti chiuno changu chinopisa zvikuru; Hakuchina hukukutu panyama yangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti chiuno changu chinopisa zvikuru; Hakuchina hukukutu panyama yangu.