Psalms 38:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati rukutu, ndavunika kwaɀo; Ndakagomera nokuɗa kwokutambudzika kwomŋoyo waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndarukutika uye ndapwanyika chose; ndiri kugomera nokurwadza kwomwoyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndachiti rukutu ndapera basa ini. Ndinowuwura nokuda kwokushushika kwangu mumwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati rukutu, ndavhunika kwazvo; Ndakagomera nokuda kwokutambudzika kwomwoyo wangu.
Shona 2009?
Ndakati rukutu, ndavhunika kwazvo; Ndakagomera nokuda kokutambudzika komoyo wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati rukutu, ndavhunika kwazvo; Ndakagomera nokuda kwokutambudzika kwomwoyo wangu.