Psalms 38:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe, ɀose ɀinoɗa mŋoyo waŋgu ɀiri pamberi penyu; Hamuna‐kuʋanzirwa kugomba kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Ishe, zvose zvandinoshuva zviri pachena pamberi penyu, kugomera kwangu hakuna kuvanzika kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI zvandinosuwira munozviziva kugomera kwangu kuri pachena kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe, zvose zvinoda mwoyo wangu zviri pamberi penyu; Hamuna kuvanzirwa kugomba kwangu.
Shona 2009?
Ishe, zvose zvinoda moyo wangu zviri pamberi penyu; Hamuna kuvanzirwa kugomba kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ishe, zvose zvinoda mwoyo wangu zviri pamberi penyu; Hamuna kuvanzirwa kugomba kwangu.