Psalms 39:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba, kunaJedutuni. Pisarema raDavidi. Ndakati: Ndicacenjerera nzira dzaŋgu, Kuti ndirege kutadza norurimi rwaŋgu; Ndicaceŋgeta muromo waŋgu netomu, Kana wakaipa ari pamberi paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba kuna Jedhutuni. Pisarema raDhavhidhi. [1] Ndakati, “Ndichangwarira nzira dzangu nokuchengeta rurimi rwangu pachivi; ndichaisa matomu pamuromo wangu kana vakaipa vari pamberi pangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kureurura kwemunhu ari kurwadziwa Ndakati regai ndingwarire zvandinoita kuti ndirege kutadza norurimi rwangu. Ndichabata muromo wangu kana vakaipa varipo chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati, “Ndichachenjerera nzira dzangu, Kuti ndirege kutadza norurimi rwangu; Ndichachengeta muromo wangu netomu, Kana wakaipa ari pamberi pangu.”
Shona 2009?
Ndakati, "Ndichachenjerera nzira dzangu, Kuti ndirege kutadza norurimi rwangu; Ndichachengeta muromo wangu netomu, Kana wakaipa ari pamberi pangu."
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati, “Ndichachenjerera nzira dzangu, Kuti ndirege kutadza norurimi rwangu; Ndichachengeta muromo wangu netomu, Kana wakaipa ari pamberi pangu.”