Psalms 39:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muciraira munhu mucimuraŋga pamsoro peɀakaipa, Munopedza kunaka kwake seciʋundudzi; Ɀirokwaɀo munhu mumŋe nomumŋe mŋeya hake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munorayira uye munoranga vanhu nokuda kwezvivi zvavo, munoparadza pfuma yavo sechipfukuto, munhu mumwe nomumwe mweya zvawo. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mava kuranga munhu neshamhu muchimutsiura zvitadzo zvake, munoparadza zvaanodisisisa sechitemamachira; chokwadi munhu upi noupi ifemo zvaro. Dzepfunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana muchiraira munhu muchimuranga pamusoro pezvakaipa, Munopedza kunaka kwake sechiunduzi; Zvirokwazvo munhu mumwe nomumwe mweya hake.
Shona 2009?
Kana muchiraira munhu muchimuranga pamusoro pezvakaipa, Munopedza kunaka kwake sechifusi; Zvirokwazvo munhu mumwe nomumwe mweya hake.
Shona SUB 2002 Bible
Kana muchiraira munhu muchimuranga pamusoro pezvakaipa, Munopedza kunaka kwake sechiunduzi; Zvirokwazvo munhu mumwe nomumwe mweya hake.