Psalms 39:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova, ndiziʋisei mugumo waŋgu, Ʋuye mŋero wamazuʋa aŋgu, kuti akaɗini; Ndiziʋisei kuti ndinoŋgopfuʋura haŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndiratidzei, imi Jehovha, magumo oupenyu hwangu nokuwanda kwamazuva angu; ndizivisei kupfuura kwoupenyu hwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ndiziviseiwo magumo angu uye kuwanda kwamazuva angu itaiwo kuti ndizive kusatana kupera kwamazuva angu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Jehovha, ndizivisei mugumo wangu, Uye mwero wamazuva angu, kuti akadini; Ndizivisei kuti ndinongopfuura hangu.”
Shona 2009?
"Jehovha, ndizivisei mugumo wangu, Uye mwero wamazuva angu, kuti akadini; Ndizivisei kuti ndinongopfuura hangu."
Shona SUB 2002 Bible
“Jehovha, ndizivisei mugumo wangu, Uye mwero wamazuva angu, kuti akadini; Ndizivisei kuti ndinongopfuura hangu.”