Psalms 39:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, makaita mazuʋa aŋgu soʋupamhi bgecanza; Ʋuye ŋguʋa yokurarama kwaŋgu secinhu cisi’po pamberi penyu; Ɀirokwaɀo, munhu mumŋe nomumŋe kunyaŋge akasimba kwaɀo, mŋeya ɓedzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makaita mazuva angu soupamhi hwechanza changu; kuwanda kwamakore angu kwakaita sechinhu chisipo pamberi penyu. Upenyu hwomunhu mumwe nomumwe mweya bedzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tarisai muone kuti makaita kuti mazuva angu aite sezvanza zvamaoko kureba, nguva youpenyu hwangu hapana zvairi kwamuri. Chokwadi munhu wose akangoita sefemo zvaro. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, makaita mazuva angu sohupamhi hwechanza; Uye nguva yokurarama kwangu sechinhu chisipo pamberi penyu; Zvirokwazvo, munhu mumwe nomumwe kunyange akasimba kwazvo, mweya bedzi.
Shona 2009?
Tarirai, makaita mazuva angu sohupamhi bwechanza; Uye nguva yokurarama kwangu sechinhu chisipo pamberi penyu; Zvirokwazvo, munhu mumwe nomumwe kunyange akasimba kwazvo, mweya bedzi.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, makaita mazuva angu sohupamhi hwechanza; Uye nguva yokurarama kwangu sechinhu chisipo pamberi penyu; Zvirokwazvo, munhu mumwe nomumwe kunyangwe akasimba kwazvo, mweya bedzi.