Psalms 39:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, munhu mumŋe nomumŋe unofamba‐famba somumvuri; Ɀirokwaɀo, ʋanoita ɓope pasina; Unoʋuŋganidza fuma, asi haaziʋi kuti ndiani ucaidya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anongori mumvuri zvaanofamba-famba hake: anofamba nomufaro mukuru, asi zvinongova pasina; anounganidza pfuma, asingazivi achazoitora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvirokwazvo munhu anofamba somumvuri, chokwadi vanotambudzika nhando; munhu anounganidza asi haazivi anozozvitora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, munhu mumwe nomumwe anofamba-famba somumvuri; Zvirokwazvo, vanoita hope pasina; Anounganidza pfuma, asi haazivi kuti ndiani achaidya.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, munhu mumwe nomumwe anofamba-famba somumvuri; Zvirokwazvo, vanoita bope pasina; Anounganidza fuma, asi haazivi kuti ndiani achaidya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, munhu mumwe nomumwe anofamba–famba somumvuri; Zvirokwazvo, vanoita hope pasina; Anounganidza pfuma, asi haazivi kuti ndiani achaidya.