Psalms 39:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaŋga ndiri mbeʋeʋe, handinakushamisa muromo waŋgu; Nokuti ndi’mi makaɀiita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakanga ndinyerere; handina kushamisa muromo wangu, nokuti ndimi makaita izvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazviita chimumu chisingazarure muromo nokuti ndimi makazviita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakanga ndiri mbeveve, handina kushamisa muromo wangu; Nokuti ndimi makazviita.
Shona 2009?
Ndakanga ndiri mbeveve, handina kushamisa muromo wangu; Nokuti ndimi makazviita.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakanga ndiri mbeveve, handina kushamisa muromo wangu; Nokuti ndimi makazviita.