Psalms 4:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wenziyo; nemiteŋgeranwa. Pisarema raDavidi. Ndipindurei kana ndiciɗana, Mŋari wokururama kwaŋgu; Pakumanikidzwa kwaŋgu makandiisa pakafarikana; Ndinzwirei tsitsi, munzwe munyeŋgetero waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wenziyo nemitengeranwa. Pisarema raDhavhidhi. [1] Ndipindurei pandinodana kwamuri, imi Mwari wangu akarurama. Ndisunungurei pakutambudzika kwangu; ndinzwirei ngoni uye munzwe munyengetero wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kumuimbisi ane zvokuimbisa zvine tambo dzewaya. Rwiyo rwaDhavhidhi. Pandinodanidzira, ndipindureiwo, imi Mwari anorwira zvandinokodzera. Pandakanga ndapinda nhamo, makandifaranutsa. Ndiitireiwo mwoyochena munzwe munamato wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndipindurei kana ndichidana, Mwari wokururama kwangu; Pakumanikidzwa kwangu makandiisa pakafarikana; Ndinzwirei tsitsi, munzwe munyengetero wangu.
Shona 2009?
Ndipindurei kana ndichidana,Mwari wokururama kwangu;Pakumanikidzwa kwangu makandiisa pakafarikana;ndinzwirei tsitsi, munzwe munyengetero wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndipindurei kana ndichidana, Mwari wokururama kwangu; Pakumanikidzwa kwangu makandiisa pakafarikana; Ndinzwirei tsitsi, munzwe munyengetero wangu.