Psalms 4:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ziʋai kuti Jehova wakaɀitsaurira munhu unomuɗa: Jehova ucanzwa kana ndiciɗana kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zivai kuti Jehovha akazvitsaurira vanomuda; Jehovha achandinzwa pandinodana kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zivai kuti TENZI akazvitsaurira vakarurama. TENZI anondinzwa pandinodana kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zivai kuti Jehovha akazvitsaurira munhu anomuda, Jehovha achanzwa kana ndichidana kwaari.
Shona 2009?
Asi zivai kuti Jehovha akazvitsaurira munhu,anomuda Jehovha uchanzwa kana ndichidana kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zivai kuti Jehovha akazvitsaurira munhu anomuda, Jehovha achanzwa kana ndichidana kwaari.