Psalms 4:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋata pasi norugare, ndiɓatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehova munondigarisa pakasimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichavata pasi ndigokotsira norugare, nokuti imi moga, Jehovha, munoita kuti ndigare pakasimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose kurara nokukotsira ndinozviwana murugare nokuti imi moga, ndimi TENZI munoita kuti ndigare ndakagarikana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichavata pasi norugare, ndibatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehovha munondigarisa pakasimba.
Shona 2009?
ndichavata pasi nerugare, ndibatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehovha munondigarisa pakasimba.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichavata pasi norugare, ndibatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehovha munondigarisa pakasimba.