Psalms 40:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba. Pisarema raDavidi. Ndakarindira‐rindira Jehova; Akarerekera kwandiri, akanzwa kucema kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. [1] Ndakamirira Jehovha nomwoyo murefu; iye akatendeukira kwandiri akanzwa kuchema kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rwiyo rwokurumbidza nokukumbira rubatsiro Ndakamira ndamirirazve TENZI, iye akarerekera kwandiri akanzwa chichemo changu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakarindira-rindira Jehovha; Akarerekera kwandiri, akanzwa kuchema kwangu.
Shona 2009?
Ndakarindira-rindira Jehovha; Akarerekera nzeve kwandiri, akanzwa kuchema kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakarindira–rindira Jehovha; Akarerekera kwandiri, akanzwa kuchema kwangu.