Psalms 40:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari waŋgu, maɓasa enyu, anoshamisa, amakaita, mazhinji, Nemifuŋgo yenyu kwatiri; Hapana‐uŋgaenzaniswa nemi. Kana ndikaɗa kuɀiɗudzira nokuɀireʋa, Haɀiŋgaʋereŋgwi nokuwanda kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, Mwari wangu, zvizhinji zvishamiso zvamakaita. Zvinhu zvamakatitongera hakuna angazvirondedzera kwamuri; dai ndingataura nokureva pamusoro pazvo, zvaizowandisa kuzvizivisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI Mwari makatiitira zvinhu zvizhinji, zvinhu zvinoshamisa zvamakatirongera. Hapana angaenzaniswe nemi. Dai kuri kuti ndinozviparidza ndichizvitaura hazvaiverengeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari wangu, mabasa enyu, anoshamisa, amakaita, mazhinji, Nemifungo yenyu kwatiri; Hapana angaenzaniswa nemi. Kana ndikada kuzvidudzira nokuzvireva, Hazvingaverengwi nokuwanda kwazvo.
Shona 2009?
Jehovha Mwari wangu, mabasa enyu, anoshamisa, amakaita, mazhinji, Nemifungo yenyu kwatiri; Hapana angaenzaniswa nemi. Kana ndikada kuzvidudzira nokuzvireva, Hazvingaverengwi nokuwanda kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari wangu, mabasa enyu, anoshamisa, amakaita, mazhinji, Nemifungo yenyu kwatiri; Hapana angaenzaniswa nemi. Kana ndikada kuzvidudzira nokuzvireva, Hazvingaverengwi nokuwanda kwazvo.