Psalms 40:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakati: Tarirai, ndaʋuya; Parugwaro rwakapetwa ndakaɀirairwa:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakati, “Ndiri pano hangu, ndauya, zvakanyorwa mubhuku pamusoro pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pandakati, “Tarisai ndinouya Mubhuku rokumononora makanyorwa nezvangu muchinzi:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakati, “Tarirai, ndauya; Parugwaro rwakapetwa ndakazvirairwa,
Shona 2009?
Ipapo ndakati, "Tarirai, ndauya; Parugwaro rwakapetwa ndakazvirairwa,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakati, “Tarirai, ndauya; Parugwaro rwechimononorwa ndakazvirairwa,