Psalms 40:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinofara kwaɀo kuita kuɗa kwenyu, Mŋari waŋgu; Ɀirokwaɀo murairo wenyu uri mumŋoyo maŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinofarira kuita kuda kwenyu, imi Mwari wangu; murayiro wenyu uri mukati momwoyo wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Ndinofarira kuita kuda kwenyu, Mwari wangu mutemo wenyu uri mumwoyo mangu.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinofara kwazvo kuita kuda kwenyu, Mwari wangu; Zvirokwazvo murayiro wenyu uri mumwoyo mangu.”
Shona 2009?
Ndinofara kwazvo kuita kuda kwenyu, Mwari wangu; Zvirokwazvo murayiro wenyu uri mumoyo mangu."
Shona SUB 2002 Bible
Ndinofara kwazvo kuita kuda kwenyu, Mwari wangu; Zvirokwazvo murairo wenyu uri mumwoyo mangu.”