Psalms 41:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba. Pisarema raDavidi. Wakakomborerwa unehanya naʋarombo; Jehova ucamurwira nomusi weɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. [1] Akaropafadzwa uyo ane hanya navasina simba; Jehovha anomurwira panguva dzokutambudzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato womunhu anorwara Akakomborerwa munhu anofunga vanhu venhamo TENZI anomununura pazuva renhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akakomborerwa ane hanya navarombo; Jehovha achamurwira nomusi wezvakaipa.
Shona 2009?
Wakakomborerwa ane hanya navarombo Jehovha achamurwira nomusi wezvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Akakomborerwa ane hanya navarombo; Jehovha achamurwira nomusi wezvakaipa.