Psalms 41:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoziʋiswa necinhu ici kuti munofadzwa neni, Nokuti muʋeŋgi waŋgu haandikundi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva kuti munofadzwa neni, nokuti muvengi wangu haandikundi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinobva ndaziva naizvozvo kuti munofadzwa neni zvokuti mhandu dzangu dzinenge dzisina kundikurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoziviswa nechinhu ichi kuti munofadzwa neni, Nokuti muvengi wangu haandikundi.
Shona 2009?
Ndinoziviswa nechinhu ichi kuti munofadzwa neni, Nokuti muvengi wangu haandikundi.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoziviswa nechinhu ichi kuti munofadzwa neni, Nokuti muvengi wangu haandikundi.