Psalms 41:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndiri’ni munonditsigira pakururama kwaŋgu, Munondiisa pamberi penyu nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munonditsigira pakutendeka kwangu, uye munondiisa pamberi penyu nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi munenge manditsigira pamusana pokuvimbika kwangu mukandiisa pamuri nokusingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndirini munonditsigira pakururama kwangu, Munondiisa pamberi penyu nokusingaperi.
Shona 2009?
Kana ndirini munonditsigira pakururama kwangu, Munondiisa pamberi penyu nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndirini munonditsigira pakururama kwangu, Munondiisa pamberi penyu nokusingaperi.