Psalms 41:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucamuceŋgeta nokumuraramisa, ucakomborerwa panyika; Hamuŋgamuisi pakuɗa kwaʋaʋeŋgi ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achamudzivirira uye achachengetedza upenyu hwake; achamuropafadza panyika uye haangamuisi kuchido chavavengi vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI anomuchengeta nokumuraramisa; achamupa rufaro panyika. Hamuisi mumaoko avavengi vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha achamuchengeta nokumuraramisa, achakomborerwa panyika; Hamungamuisi pakuda kwavavengi vake.
Shona 2009?
Jehovha achamuchengeta nokumuraramisa, achakomborerwa panyika; Hamungamuisi pakuda kwavavengi vake,
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha achamuchengeta nokumuraramisa, achakomborerwa panyika; Hamungamuisi pakuda kwavavengi vake.