Psalms 41:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndakati: Jehova, ndinzwirei tsitsi; Poresai mŋeya waŋgu; nokuti ndakakutadzirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ini ndakati, “Haiwa Jehovha, ndinzwirei ngoni; ndiporesei, nokuti ndakakutadzirai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini ndakati ndinzwirewo ngoni ndiporeseiwo nokuti ndakakutadzirai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndakati, “Jehovha, ndinzwirei tsitsi; Poresai mweya wangu; nokuti ndakakutadzirai.”
Shona 2009?
Ini ndakati, "Jehovha, ndinzwirei tsitsi; Poresai mweya wangu; nokuti ndakakutadzirai."
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndakati, “Jehovha, ndinzwirei tsitsi; Poresai mweya wangu; nokuti ndakakutadzirai.”