Psalms 41:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mumŋe aciʋuya kuzondiʋona, unotaura ɀisinamaturo; Mŋoyo wake unoɀiʋuŋganidzira ɀakaipa; Kana oɓuɗa kumŋe, unoɀiparidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mumwe achiuya kuzondiona, anotaura zvenhema, mwoyo uchiunganidza makuhwa; ipapo anobuda ondozviparadzira kumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panouya munhu kuzondiona anotaura achichema-chema zvenhando iye achitoongorora zvake zvinenge zvakaipa; kana abuda ndizvo zvaanoparidzira kose kose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mumwe achiuya kuzondiona, anotaura zvisina maturo; Mwoyo wake unozviunganidzira zvakaipa; Kana obuda kumwe, anozviparidza.
Shona 2009?
Kana mumwe achiuya kuzondiona, anotaura zvisina maturo; moyo wake unozviunganidzira zvakaipa; Kana obuda kumwe, anozviparidza.
Shona SUB 2002 Bible
Kana mumwe achiuya kuzondiona, anotaura zvisina maturo; Mwoyo wake unozviunganidzira zvakaipa; Kana obuda kumwe, anozviparidza.