Psalms 41:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose, ʋanondiʋeŋga, ʋanoita zeʋe‐zeʋe pamŋe cete pamsoro paŋgu; Ʋanoraŋgana kundikuʋadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vavengi vangu vose vanoita zevezeve pamwe chete pamusoro pangu; vanondifungira zvakaipisisa, vachiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vanondivenga vanoita kazevezeve nezvangu, vanotofunga kuti ndichawirwa nezvakatoipisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose, vanondivenga, vanoita zeve-zeve pamwechete pamusoro pangu; Vanorangana kundikuvadza.
Shona 2009?
Vose, vanondivenga, vanoita zeve-zeve pamwechete pamusoro pangu; Vanorangana kundikuvadza,
Shona SUB 2002 Bible
Vose, vanondivenga, vanoita zeve–zeve pamwechete pamusoro pangu; Vanorangana kundikuvadza.