Psalms 41:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, kunyaŋge shamŋari yaŋgu caiyo, wandaiʋimba naye, waidya ɀokudya ɀaŋgu, Naiye wandisimudzira cicitsinho cake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange neshamwari yangu yapedyo yandaivimba nayo, yandaigovana zvokudya nayo, yandisimudzira chitsitsinho chayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange shamwari yangu chaiyo yapamwoyo yandaivimba nayo, yandaidya nayo, yakandimukira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, kunyange shamwari yangu chaiyo, wandaivimba naye, aidya zvokudya zvangu, Naiye andisimudzira chichitsinho chake.
Shona 2009?
Haiwa, kunyange shamwari yangu chaiyo, wandaivimba naye, aidya zvokudya zvangu, Naiye andisimudzira chichitsinho chake.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, kunyangwe shamwari yangu chaiyo, wandaivimba naye, aidya zvokudya zvangu, Naiye andisimudzira chichitsinho chake.