Psalms 42:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba; rwiyo rweMashiri rwaʋanakomana ʋaKora. Senondo inotakwairira hoʋa dzemvura, Saiɀoɀo mŋeya waŋgu unokutakwairirai imi Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba. Rwiyo rweMasikiri rwaVanakomana vaKora. [1] Senondo inotakwairira hova dzemvura, saizvozvo mweya wangu unokutakwairirai, imi Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato womunhu ari muutapwa Sokusuwira mvura inoyerera — kunoita nondo, ndiko kukusuwirai kwandinoita, Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Senondo inotakwairira hova dzemvura, Saizvozvo mweya wangu unokutakwairirai imi Mwari.
Shona 2009?
Senondo inotakwairira hova dzemvura, Saizvozvo mweya wangu unokutakwairirai imwi Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Senondo inotakwairira hova dzemvura, Saizvozvo mweya wangu unokutakwairirai imi Mwari.