Psalms 42:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakafanana nomunondo pamafupa aŋgu, kana ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋacindiɀidza; Kana ʋaciramba ʋaciti kwandiri: Mŋari wako uripiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapfupa angu atambura nokurwadza kworufu, sezvo vavengi vangu vachindizvidza zuva rose vachiti kwandiri, “Mwari wako aripiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vavengi vangu vanondishora sokunge ndinodzimbirwa paronda riri mumuviri wangu. Vachingonditi, “Mwari wako aripiko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakafanana nomunondo pamapfupa angu, kana vadzivisi vangu vachindizvidza; Kana vachiramba vachiti kwandiri, “Mwari wako aripiko?”
Shona 2009?
Zvakafanana nomunondo pamapfupa angu, kana vadzivisi vangu vachindizvidza; Kana vachiramba vachiti kwandiri, "Mwari wako aripiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvakafanana nomunondo pamapfupa angu, kana vadzivisi vangu vachindizvidza; Kana vachiramba vachiti kwandiri, “Mwari wako aripiko?”