Psalms 42:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waŋgu unenyota kunaMŋari, iye Mŋari mupenyu: Ndicaȿika riniko ndiʋonekwe NaMŋari?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya wangu une nyota kuna Mwari, nyota yaMwari mupenyu. Ndingaenda riniko kundosangana naMwari?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya wangu une nyota nemi Mwari, imi Mwari mupenyu. Ndichauya riniko ndizoona uso hwaMwari?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wangu une nyota kuna Mwari, iye Mwari mupenyu, Ndichasvika riniko ndionekwe naMwari?
Shona 2009?
Mweya wangu une nyota kuna Mwari, iye Mwari mupenyu, Ndichasvika rinhiko ndionekwe naMwari?
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wangu une nyota kuna Mwari, iye Mwari mupenyu, Ndichasvika rinhiko ndionekwe naMwari?