Psalms 42:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoraŋgarira ɀinhu iɀi, ndiciɗurura mŋeya waŋgu mukati maŋgu, Ɀokuti ndaienda naʋazhinji, ndiciʋatuŋgamirira kuimba yaMŋari Nenzwi rokufara nokurumbidza, tiri ʋazhinji ʋaitamba mutambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinorangarira zvinhu izvi pandinodurura mweya wangu, mafambiro andaiita navazhinji ndichitungamirira mudungwe wavanhu kuimba yaMwari, nokupembera nomufaro uye nokuvonga pakati pavazhinji pamutambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu izvi ndinozviyeuka ndichirwadziwa mwoyo: kuenda kwandaiita negurusvusvu ravanhu ndichitungamirira dungwerungwe ravo kuimba yaMwari nomupupuru nedzimbo dzokutenda, manyore manyore avanhu vachichengeta zuva guru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinorangarira zvinhu izvi, ndichidurura mweya wangu mukati mangu, Zvokuti ndaienda navazhinji, ndichivatungamirira kuimba yaMwari Nezwi rokufara nokurumbidza, tiri vazhinji vaitamba mutambo.
Shona 2009?
Ndinorangarira zvinhu izvi, ndichidurura mweya wangu mukati mangu, Zvokuti ndaienda navazhinji, ndichivatungamirira kuimba yaMwari Nenzwi rokufara nokurumbidza, tiri vazhinji vaitamba mutambo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinorangarira zvinhu izvi, ndichidurura mweya wangu mukati mangu, Zvokuti ndaienda navazhinji, ndichivatungamirira kuimba yaMwari Nezwi rokufara nokurumbidza, tiri vazhinji vaitamba mutambo.