Psalms 42:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa Mŋari, mŋeya waŋgu unoshuwa mukati maŋgu; Naiɀoɀo ndinokuraŋgarirai ndiri panyika yaJoridani, Napamakomo eHermoni, necikomo ceMizari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya wangu wakaneta mukati mangu; naizvozvo ndichakurangarirai ndiri kunyika yeJorodhani, pamatunhu akakwirira eHeremoni, kubva paGomo reMizari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naMwari wangu. Ndinosuruvara mumwoyo mangu, saka zvinondipa kukurangarirai ndiri munyika yokuJorodhani nokuHerimoni, ndiri kugomo reMiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa Mwari, mweya wangu unoshuwa mukati mangu; Naizvozvo ndinokurangarirai ndiri panyika yaJorodhani, Napamakomo eHerimoni, nechikomo cheMizari.
Shona 2009?
Haiwa Mwari, mweya wangu unosuwa mukati mangu; Naizvozvo ndinokurangarirai ndiri panyika yaJorodhani, Napamakomo eHerimoni, nechikomo cheMizari.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa Mwari, mweya wangu unoshuwa mukati mangu; Naizvozvo ndinokurangarirai ndiri panyika yaJodhani, Napamakomo eHerimoni, nechikomo cheMizari.