Psalms 42:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehova ucaraira ʋunyoro bgake paŋguʋa yamasikati, Ʋusiku rwiyo rwake rucaʋa neni, Uʋe munyeŋgetero kunaMŋari woʋupenyu bgaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Masikati, Jehovha anorayira rudo rwake, pausiku rwiyo rwake runeni, munyengetero kuna Mwari woupenyu hwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI anoratidza mwoyochena wake masikati; usiku ndinobva ndadandaura kuimba rumbo rwake kuri kunyengetera kuna Mwari woupenyu hwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehovha acharaira unyoro hwake panguva yamasikati, Usiku rwiyo rwake ruchava neni, Uye munyengetero kuna Mwari woupenyu hwangu.
Shona 2009?
Asi Jehovha acharaira unyoro hwake panguva yamasikati, Usiku rwiyo rwake ruchava neni, Uye munyengetero kuna Mwari woupenyu hwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehovha acharaira unyoro hwake panguva yamasikati, Usiku rwiyo rwake ruchava neni, Uye munyengetero kuna Mwari woupenyu hwangu.