Psalms 43:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndicaȿika kuartari yaMŋari, KunaMŋari, iye mufaro waŋgu mukuru; Ndicakurumbidzai nembira, imi Mŋari, Mŋari waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndichaenda kuaritari yaMwari, kuna Mwari, iye mufaro wangu nomudikani wangu. Ndichakurumbidzai nembira, imi Mwari, Mwari wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinobva ndaenda kuatari yaMwari, kuna Mwari anondipa rufaro rusingatauriki. Ndichakurumbidzai nechipendani Mwari, Mwari wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndichasvika kuaritari yaMwari, Kuna Mwari, iye mufaro wangu mukuru; Ndichakurumbidzai nembira, imi Mwari, Mwari wangu.
Shona 2009?
Ipapo ndichasvika kuaritari yaMwari, Kuna Mwari, iye mufaro wangu mukuru; Ndichakurumbidzai nembira, imwi Mwari, Mwari wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndichasvika kuatari yaMwari, Kuna Mwari, iye mufaro wangu mukuru; Ndichakurumbidzai nembira, imi Mwari, Mwari wangu.