Psalms 43:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoshuwireiko, mŋeya waŋgu? Unoshaiwa rugare neiko mukati maŋgu? Tarira kunaMŋari; nokuti ndicazomurumbidza haŋgu, Iye muponesi weciso caŋgu, naMŋari waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakasuwireiko, nhai mweya wangu? Unotambudzwa neiko mukati mangu? Isa tariro yako muna Mwari, nokuti ndichamurumbidzazve, Muponesi wangu naMwari wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko ndasuruvara neiko kudai iyeni ko ndadzongodzwa mwoyo mukati mangu seiko kudai? Ndinotarisira muna Mwari nokuti ndichamurumbidzazve iye rubatsiro rwangu naMwari wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unoshuwireiko, mweya wangu? Unoshaiwa rugare neiko mukati mangu? Tarira kuna Mwari; nokuti ndichazomurumbidza hangu, Iye muponesi wechiso changu, naMwari wangu.
Shona 2009?
Unosuwireiko, mweya wangu? Unoshaiwa rugare neiko mukati mangu? Tarira kuna Mwari; nokuti ndichazomurumbidza hangu, Iye muponesi wechiso changu, naMwari wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Unoshuwireiko, mweya wangu? Unoshaiwa rugare neiko mukati mangu? Tarira kuna Mwari; nokuti ndichazomurumbidza hangu, Iye muponesi wechiso changu, naMwari wangu.