Psalms 44:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba; Pisarema raʋanakomana ʋaKora. Rwiyo rweMashiri. Mŋari, takanzwa nenzeʋe dzeɗu, madziɓaɓa eɗu akatiʋudza, Ƃasa ramakaɓata pamisi yaʋo, napamisi yekare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba waVanakomana vaKora. Masikiri. [1] Haiwa Mwari, takanzwa nenzeve dzedu; madzibaba edu akatiudza zvamakaita pamazuva avo, pamazuva ekare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika inokumbira kudzivirirwa Mwari isu takanzwa nenzeve dzedu, madzitateguru edu akatitaurira zvamakaita pamazuva avo pasichigare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari, takanzwa nenzeve dzedu, madzibaba edu akatiudza, Basa ramakabata pamisi yavo, napamisi yekare.
Shona 2009?
Mwari, takanzwa nenzeve dzedu, madzibaba edu akatiudza, Basa ramakabata pamisi yavo, napamisi yekare.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari, takanzwa nenzeve dzedu, madzibaba edu akatiudza, Basa ramakabata pamisi yavo, napamisi yekare.