Psalms 44:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munotitizisa pamberi paʋadziʋisi; Ʋanotiʋeŋga ʋanoɀipambira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makaita kuti tidududze pamberi pavavengi vedu, uye vadzivisi vedu vakatipamba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukaita kuti titize vavengi vedu mhandu dzedu dzikatowana zvadzo zvokupamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munotitizisa pamberi pavadzivisi; Vanotivenga vanozvipambira.
Shona 2009?
Munotitizisa pamberi pavadzivisi; Vanotivenga vanozvipambira.
Shona SUB 2002 Bible
Munotitizisa pamberi pavadzivisi; Vanotivenga vanopamba zvinhu zvedu.