Psalms 44:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makatiisa samakwai akatarirwa kuɓayiwa; Makatiparadzira pakati paʋahedeni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makatiramwira kumudyi samakwai uye makatiparadzira pakati pendudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makatiita sehwai dzokubaya mukatimwararisa mukati memarudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makatiisa samakwai akatarirwa kubayiwa; Makatiparadzira pakati pavahedheni.
Shona 2009?
Makatiisa samakwai akatarirwa kubayiwa; Makatiparadzira pakati pavahedheni.
Shona SUB 2002 Bible
Makatiisa samakwai akatarirwa kubayiwa; Makatiparadzira pakati pavahedheni.