Psalms 44:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoteŋgesa ʋanhu ʋenyu musinacamunopiwa, Hamuna‐kuwedzera fuma yenyu nomuteŋgo waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makatengesa vanhu venyu pasina, hamuna kuwana kana chinhu pakuvatengesa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makatengesa vanhu venyu nomutengo usina maturo asi chamakabura ipapo hapana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munotengesa vanhu venyu musina chamunopiwa, Hamuna kuwedzera pfuma yenyu nomutengo wavo.
Shona 2009?
Munotengesa vanhu venyu musina chamunopiwa, Hamuna kuwedzera fuma yenyu nomutengo wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Munotengesa vanhu venyu musina chamunopiwa, Hamuna kuwedzera pfuma yenyu nomutengo wavo.