Psalms 44:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munotiita ʋanhu ʋanosekwa naʋatinogara naʋo, Ʋanhu ʋanoɀidzwa nokusekwa naʋakatikomberedza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makatiita chiseko kuvavakidzani vedu, chinozvidzwa nechinosekwa chaavo vakatipoteredza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makatishoresa navavakidzani vedu tikave chiseko nechinhu chinonyombwa navakatipoteredza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munotiita vanhu vanosekwa navatinogara navo, Vanhu vanozvidzwa nokusekwa navakatikomberedza.
Shona 2009?
Munotiita vanhu vanosekwa navatinogara navo, Vanhu vanozvidzwa nokusekwa navakatikomberedza.
Shona SUB 2002 Bible
Munotiita vanhu vanosekwa navatinogara navo, Vanhu vanozvidzwa nokusekwa navakatikomberedza.