Psalms 44:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zuʋa rose kuɀidzwa kwaŋgu kuri pamberi paŋgu, Kunyara kweciso caŋgu kwakandifukidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyadziswa kwangu kuri pamberi pangu zuva rose, uye chiso changu chafukidzwa nenyadzi
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zuva rose ndinoswera ndichinyara ndadonha uso nokunyara
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zuva rose kuzvidzwa kwangu kuri pamberi pangu, Kunyara kwechiso changu kwakandifukidza.
Shona 2009?
Zuva rose kuzvidzwa kwangu kuri pamberi pangu, Kunyara kwechiso changu kwakandifukidza.
Shona SUB 2002 Bible
Zuva rose kuzvidzwa kwangu kuri pamberi pangu, Kunyara kwechiso changu kwakandifukidza.