Psalms 44:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀi ɀose ɀakatiwira; kunyaŋge ɀakaɗaro hatina‐kukukaŋganwai, Hatina‐kunyeŋgedzera pasuŋgano yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvose izvi zvakaitika kwatiri kunyange takanga tisina kukukanganwai, kana kuva vasina kutendeka kusungano yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose izvi zvakatiwira asi isu tisina kukukanganwai kana kusatendeka kuchitenderano chenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvi zvose zvakatiwira; kunyange zvakadaro hatina kukukanganwai, Hatina kunyengedzera pasungano yenyu.
Shona 2009?
Izvi zvose zvakatiwira; kunyange zvakadaro hatina kukukangamwai, Hatina kunyengedzera pasungano yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Izvi zvose zvakatiwira; kunyangwe zvakadaro hatina kukukanganwai, Hatina kunyengedzera pasungano yenyu.