Psalms 44:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo yeɗu haina‐kudzokera shure, Kutsika kweɗu hakuna‐kutsauka panzira yenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo yedu yakanga isati yafuratira; tsoka dzedu dzakanga dzisati dzatsauka panzira yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwoyo yedu haina kufuratira uye tsoka dzedu hadzina kutsauka pagwara renyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo yedu haina kudzokera shure, Kutsika kwedu hakuna kutsauka panzira yenyu;
Shona 2009?
moyo yedu haina kudzokera shure, Kutsika kwedu hakuna kutsauka panzira yenyu;
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo yedu haina kudzokera shure, Kutsika kwedu hakuna kutsauka panzira yenyu;