Psalms 44:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge makatipxanya‐pxanya panɀimbo yamakaʋa, Mukatifukidza nomumvuri worufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi makatipwanya mukatiita nzvimbo yamakava uye mukatifukidza nerima guru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi makatipwanya panzvimbo inogara makava, mukatifukidza nerima rakati kwirindindi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange makatipwanya-pwanya panzvimbo yamakava, Mukatifukidza nomumvuri worufu.
Shona 2009?
Kunyange makatipwanya-pwanya panzvimbo yamakava, Mukatifukidza nomumvuri worufu.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe makatipwanya–pwanya panzvimbo yamakava, Mukatifukidza nomumvuri worufu.