Psalms 44:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makadziŋga ʋahedeni noruʋoko rwenyu, mukaʋasima iʋo; Makatambudza ndudzi dzaʋanhu mukaʋaparadzira iʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Noruoko rwenyu makadzinga ndudzi uye mukasima madzibaba edu; makapwanya marudzi mukaita kuti madzibaba edu abudirire.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi makadzinga vechirudzi namaoko enyu, uye kuti ivo vadzikemo misha, makatambudza vechirudzi mukavatandanisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makadzinga vahedheni noruoko rwenyu, mukavasima ivo; Makatambudza ndudzi dzavanhu mukavaparadzira ivo.
Shona 2009?
Makadzinga vahedheni noruoko rwenyu, mukavasima ivo; Makatambudza ndudzi dzavanhu mukavaparadzira ivo.
Shona SUB 2002 Bible
Makadzinga vahedheni noruoko rwenyu, mukavasima ivo; Makatambudza ndudzi dzavanhu mukavaparadzira ivo.