Psalms 44:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ticiŋge takaŋganwa zita raMŋari weɗu, Kana kutambanudzira maʋoko eɗu kumŋari waʋamŋe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai takanga takanganwa zita raMwari wedu, kana kutambanudzira maoko edu kuna mwari wavatorwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti takakanganwa zita raMwari wedu kana kusimudzira maoko edu kuna Mwari asiri iye,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana tichinge takanganwa zita raMwari wedu, Kana kutambanudzira maoko edu kumwari wavamwe;
Shona 2009?
Kana tichinge takangamwa zita raMwari wedu, Kana kutambanudzira maoko edu kunaMwari wavamwe;
Shona SUB 2002 Bible
Kana tichinge takanganwa zita raMwari wedu, Kana kutambanudzira maoko edu kumwari wavamwe;