Psalms 44:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, nokuɗa kwenyu tinoʋurawa zuʋa rose; Tinonzi tiri makwai akatarirwa kuɓayiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nokuda kwenyu takatarisana norufu zuva rose; tinotorwa samakwai anobayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga tinouraiwa zuva rose tichitorwa sehwai dzokubaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, nokuda kwenyu tinourawa zuva rose; Tinonzi tiri makwai akatarirwa kubayiwa.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, nokuda kwenyu tinourawa zuva rose; Tinonzi tiri makwai akatarirwa kubayiwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, nokuda kwenyu tinourayiwa zuva rose; Tinonzi tiri makwai akatarirwa kubayiwa.