Psalms 44:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti haʋana‐kuɀiwanira nyika nomunondo waʋo, Ruʋoko rwaʋo haruna‐kuʋaponesa; Asi canza cenyu corudyi, noruʋoko rwenyu, neciedza ceciso cenyu, Nokuti maiʋafarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havana kuzviwanira nyika nomunondo wavo, uye ruoko rwavo haruna kuvakundisa; rwakanga rwuri ruoko rwenyu rworudyi, irwo ruoko rwenyu, nokupenya kwechiso chenyu, nokuti imi makavada.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havana kukurira nyika nehondo yebakatwa kana kukunda nesimba roruoko rwavo; asi noruoko rwenyu rworudyi nesimba roruoko rwenyu uye nechiedza chouso hwenyu nokuti makafadzwa navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti havana kuzviwanira nyika nomunondo wavo, Ruoko rwavo haruna kuvaponesa; Asi chanza chenyu chorudyi, noruoko rwenyu, nechiedza chechiso chenyu, Nokuti maivafarira.
Shona 2009?
Nokuti havana kuzviwanira nyika nomunondo wavo, Ruoko rwavo haruna kuvaponesa; Asi chanza chenyu chorudyi, noruoko rwenyu, nechiedza chechiso chenyu, Nokuti maivafarira.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti havana kuzviwanira nyika nomunondo wavo, Ruoko rwavo haruna kuvaponesa; Asi chanza chenyu chorudyi, noruoko rwenyu, nechiedza chechiso chenyu, Nokuti maivafarira.