Psalms 44:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndimi Mambo waŋgu, imi Mŋari; Rairai kuti Jakobo akunde.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndimi Mambo wangu naMwari wangu, anorayira kukunda kwaJakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndimi mambo wangu naMwari wangu itii vokwaJakobho vakunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndimi Mambo wangu, imi Mwari; Rairai kuti Jakobho akunde.
Shona 2009?
Ndimi Mambo wangu, imwi Mwari; Rairai kuti Jakobho akunde.
Shona SUB 2002 Bible
Ndimi Mambo wangu, imi Mwari; Rairai kuti Jakobho akunde.