Psalms 44:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino makatirasha henyu, mukatinyadzisa; Hamucafambi nehondo dzeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino matiramba uye matininipisa; hamuchabudi nehondo dzedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvino makatirasa mukatinyadzisa uye hamuna kutsigirana nehondo dzedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino makatirasha henyu, mukatinyadzisa; Hamuchafambi nehondo dzedu.
Shona 2009?
Asi zvino makatirasha henyu, mukatinyadzisa; Hamuchafambi nehondo dzedu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino makatirasha henyu, mukatinyadzisa; Hamuchafambi nehondo dzedu.